1 Samueri 18:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chimwe nechimwe chaaitumwa naSauro kuti aite, Dhavhidhi aizviita nomazvo chaizvo zvokuti Sauro akazomupa chinzvimbo chapamusoro-soro muhondo. Izvi zvakafadza vanhu vose, uye namachinda aSaurowo.

1 Samueri 18

1 Samueri 18:1-14