1 Samueri 18:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadzokorora mashoko iwaya kuna Dhavhidhi. Asi Dhavhidhi akati, “Munofunga kuti chinhu chiduku here kuva mukuwasha wamambo? Ndinongori munhu murombo zvake uye asingazivikanwi.”

1 Samueri 18

1 Samueri 18:20-29