1 Samueri 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka nguva yakati yasvika yokuti Merabhi, mwanasikana waSauro, apiwe kuna Dhavhidhi, akawaniswa kuna Adhirieri weMehorati.

1 Samueri 18

1 Samueri 18:10-23