1 Samueri 18:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akamuendesa kure naye uye akamuita kuti ave mukuru wechiuru chavarwi, uye Dhavhidhi akatungamirira varwi muhondo dzavo.

1 Samueri 18

1 Samueri 18:12-15