1 Samueri 18:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Fume mangwana, mweya wakaipa wakabva kuna Mwari wakauya nesimba pamusoro paSauro. Akanga achiprofita ari mumba make, Dhavhidhi achiridza mbira, sezvaaisiita nguva dzose. Sauro akanga ane pfumo muruoko rwake.

1 Samueri 18

1 Samueri 18:3-15