1 Samueri 17:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana achigona kurwa uye akandiuraya, isu tichava varanda venyu; asi kana ndikamukunda ndikamuuraya, imi muchava varanda vedu uye muchatishandira.”

1 Samueri 17

1 Samueri 17:5-16