Sauro akati atarisa Dhavhidhi achindosangana nomuFiristia, akati kuna Abhineri, mukuru wehondo, “Abhineri, jaya iri mwanakomana waaniko?”Abhineri akati, “Zvirokwazvo noupenyu hwenyu, mambo, ini handizivi.”