1 Samueri 17:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo varume veIsraeri neveJudha vakafamba vachienda mberi vachidanidzira uye vakatevera vaFiristia kusvikira pasuo reGati nokumasuo eEkironi. Vakafa vavo vakati kata kata mumugwagwa weShaaraimi waienda kuGati nokuEkironi.

1 Samueri 17

1 Samueri 17:42-58