1 Samueri 17:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akasungira munondo wake pamusoro penguo akaedza kufamba-famba nadzo akakonewa, nokuti akanga asina kudzizivira. Akati kuna Sauro, “Handingaendi ndakapfeka idzi, nokuti handina kudzijaira.” Saka akadzibvisa.

1 Samueri 17

1 Samueri 17:30-42