1 Samueri 17:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akabvunza varume vakanga vamire naye akati, “Munhu achauraya muFiristia uyu uye agobvisa chinyadzo ichi pavaIsraeri achaitirwei? Ndianiko muFiristia uyu asina kudzingiswa anoshora hondo dzaMwari mupenyu?”

1 Samueri 17

1 Samueri 17:25-27