1 Samueri 17:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakanga achitaura navo, Goriati, muFiristia, shasha yaibva kuGati, akabuda kubva kumitsetse yokwake akadanidzira achimhura sezvaaisiita, uye Dhavhidhi akazvinzwa.

1 Samueri 17

1 Samueri 17:20-28