1 Samueri 17:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani-ngwanani, Dhavhidhi akasiya boka ramakwai rino mufudzi, akarongedza akaenda, sezvaakanga arayirwa naJese. Akasvika pamusasa varwi pavakanga vobuda kuti vaende kunzvimbo dzavo dzokurwira, vachiita ruzha rwehondo,

1 Samueri 17

1 Samueri 17:16-21