1 Samueri 16:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha akati kuna Samueri, “Rega kutarira chiso chake kana mumhu wake, nokuti ndamuramba. Jehovha haatarisi zvinhu zvinoonekwa navanhu. Munhu anotarisa zviri kunze, asi Jehovha anotarisa pamwoyo.”

1 Samueri 16

1 Samueri 16:1-13