1 Samueri 16:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akaita zvakataurwa naJehovha. Akati asvika kuBheterehema, vakuru vomusha vakadedera pavakasangana naye. Vakamubvunza vakati, “Mauya norugare here?”

1 Samueri 16

1 Samueri 16:1-13