1 Samueri 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akatuma munhu kuti andouya naye. Akanga ari mutsvuku, ane chiso chakaisvonaka nechimiro chakanaka. Ipapo Jehovha akati, “Simuka umuzodze, nokuti ndiyeyu.”

1 Samueri 16

1 Samueri 16:7-17