1 Samueri 16:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jese akaita kuti vanakomana vake vanomwe vapfuure napamberi paSamueri, asi Samueri akati kwaari, “Jehovha haana kusarudza ava.”

1 Samueri 16

1 Samueri 16:9-16