1 Samueri 15:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kuvaKeni, “Endai, ibvai kuvaAmareki kuti ndirege kukuparadzai pamwe chete navo; nokuti makaita mwoyo munyoro kuvaIsraeri vose panguva yavakabuda muIjipiti.” Naizvozvo vaKeni vakabva pakati pavaAmareki.

1 Samueri 15

1 Samueri 15:1-7