1 Samueri 15:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Samueri akati, “Uyai naAgagi mambo wavaAmareki kwandiri.” Agagi akauya kwaari akanyatsofara, achifunga kuti, “Zvirokwazvo kuvava kworufu kwapfuura.”

1 Samueri 15

1 Samueri 15:27-35