1 Samueri 15:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akati, “Kunyange wakanga uri muduku pakufunga kwako kare, ko, hauna kuitwa mukuru wamarudzi avaIsraeri here? Jehovha akakuzodza kuti uve mambo wavaIsraeri.

1 Samueri 15

1 Samueri 15:14-20