1 Samueri 14:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana vakati kwatiri, ‘Mirai ipapo kusvikira tauya kwamuri,’ ticharamba tiri patiri ipapo uye hatizokwiri kwavari.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:4-14