1 Samueri 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonatani akati kujaya raitakura zvombo zvake zvokurwa, “Uya tiyambuke tiende kumusasa wavasina kudzingiswa avo. Zvichida Jehovha achatirwira. Hapana chinodzivisa Jehovha kuti aponese, navakawanda kana navashoma.”

1 Samueri 14

1 Samueri 14:4-11