Vanakomana vaSauro vaiva Jonatani, Ishivhi naMarikishuwa. Zita romwanasikana wake wedangwe rainzi Merabhi, uye romuduku rainzi Mikari.