1 Samueri 14:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokugadzwa kwaSauro ushe pamusoro pavaIsraeri, akarwa navavengi vavo kumativi ose, vaiti: Moabhu, vaAmoni, Edhomu, madzimambo eZobha, navaFiristia. Kwose kwaakatendeukira, akavatambudza.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:43-52