1 Samueri 14:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akati, “Ngatiburukei zasi titevere vaFiristia usiku tindovapamba kusvikira mambakwedza, uye tirege kusiya kana mumwe wavo ari mupenyu.” Ivo vakapindura vakati, “Itai zvamunoona kuti zvakanakisisa kwamuri.” Asi muprista akati, “Ngatibvunzei Mwari pano.”

1 Samueri 14

1 Samueri 14:34-42