1 Samueri 14:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mumwe akati kuna Sauro, “Tarirai vanhu vari kutadzira Jehovha nokudya nyama ine ropa.” Iye akati, “Maputsa kutenda. Kungurutsirai dombo guru kuno uku izvozvi.”

1 Samueri 14

1 Samueri 14:25-42