1 Samueri 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Sauro akati kuvarume vakanga vanaye, “Verengai varwi muone kuti ndivanaani vasipo pakati pedu.” Vakati vadaro vakaona kuti Jonatani nomubati wake wenhumbi dzokurwa vakanga vasipo.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:16-20