1 Samueri 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo kutya kwakabata varwi vose, vakanga vari mumusasa nomuminda, navose vakanga vari mumapoka avarwi navapambi, uye pasi pakadengenyeka. Kwakanga kuri kuvhundutswa kwakanga kwatumwa naMwari.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:13-24