1 Samueri 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonatani akakwira achikambaira namaoko namakumbo ake, uye mubati wenhumbi dzake dzokurwa ari mumashure make. VaFiristia vakati rakata rakata kuwa pamberi paJonatani, uye mubati wenhumbi dzake dzokurwa akatevera achiuraya mumashure make.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:4-22