1 Samueri 14:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rimwe zuva Jonatani mwanakomana waSauro akati kujaya raitakura zvombo zvake zvokurwa, “Uya tiende kumusasa wavarwi vevaFiristia kudivi rimwe iro.” Asi haana kuudza baba vake.

1 Samueri 14

1 Samueri 14:1-11