1 Samueri 13:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka pazuva rokurwa hapana murwi waSauro naJonatani aiva nomunondo kana pfumo muruoko rwake; Sauro chete nomwanakomana wake Jonatani ndivo vaiva nazvo.

1 Samueri 13

1 Samueri 13:16-23