1 Samueri 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro nomwanakomana wake Jonatani navarume vaakanga anavo, vaigara muGibhea muBhenjamini, asi vaFiristia vakanga vakadzika misasa paMikimashi.

1 Samueri 13

1 Samueri 13:7-23