1 Samueri 13:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iye zvino umambo hwako hahuchagari; Jehovha azvitsvakira munhu anofadza mwoyo wake, akamugadza kuti ave mutungamiri wavanhu vake, nokuti hauna kuchengeta murayiro waJehovha.”

1 Samueri 13

1 Samueri 13:6-18