1 Samueri 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akati, “Waiteiko?” Sauro akapindura achiti, “Pandaona kuti hamuna kusvika nenguva yakataurwa, uye kuti vaFiristia vava kuungana paMikimashi,

1 Samueri 13

1 Samueri 13:10-14