1 Samueri 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akanga ava namakore makumi matatu paakava mambo, uye akatonga Israeri kwamakore makumi mana namaviri.

1 Samueri 13

1 Samueri 13:1-7