1 Samueri 12:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akati kwavari, “Jehovha ndiye chapupu chinokupomerai, uye muzodziwa wake ndiye chapupu zuva ranhasi, kuti hamuna kuwana kana chinhu muruoko rwangu.” Vakati, “Ndiye chapupu.”

1 Samueri 12

1 Samueri 12:1-7