1 Samueri 12:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ndiri ini, ngazvive kure neni kuti nditadzire Jehovha nokurega kukunyengetererai. Uye ndichakudzidzisai nzira yakanaka uye yakarurama.

1 Samueri 12

1 Samueri 12:14-25