1 Samueri 12:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mava namambo somutungamiri wenyu. Kana ndiri ini, ndakwegura uye ndachena musoro, uye vanakomana vangu vanemi pano. Ndakava mutungamiri wenyu kubvira paudiki hwangu kusvikira zuva ranhasi.

1 Samueri 12

1 Samueri 12:1-3