1 Samueri 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaudza nhume dzakanga dzauya kuti, “Muti kuvarume veJabheshi Gireadhi, ‘Mangwana kana zuva ropisa muchanunurwa.’ ” Nhume padzakaenda dzikandotaura izvi kuvarume veJabheshi, vakafara kwazvo.

1 Samueri 11

1 Samueri 11:1-10