1 Samueri 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vanhu vakati kuna Samueri, “Ndiani akabvunza achiti, ‘Sauro achatitonga here?’ Uyai navarume ava kwatiri tivauraye.”

1 Samueri 11

1 Samueri 11:7-15