1 Samueri 10:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akauyisa mberi rudzi rwaBhenjamini, imba neimba, uye imba yaMatiri yakasarudzwa. Pakupedzisira, Sauro mwanakomana waKishi akasarudzwa. Asi pavakamutsvaka haana kuwanikwa.

1 Samueri 10

1 Samueri 10:14-27