1 Samueri 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino babamunini vaSauro vakamubvunza iye nomuranda wake vachiti, “Makanga muripiko?” Akati, “Takanga tichitsvaga mbongoro. Asi patakaona kuti hadzisi kuzowanikwa takaenda kuna Samueri.”

1 Samueri 10

1 Samueri 10:5-24