1 Samueri 10:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Samueri akatora chinu chamafuta akadurura pamusoro waSauro akamutsvoda uye akati, “Jehovha haana kukuzodza here kuti uve mutungamiri wenhaka yake?

1 Samueri 10

1 Samueri 10:1-2