1 Samueri 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nguva dzose zuva rokuti Erikana abayire chibayiro raiti kana rasvika, aipa migove yenyama kumukadzi wake Penina nokuvanakomana vake navanasikana vake vose.

1 Samueri 1

1 Samueri 1:2-9