1 Samueri 1:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye Hana akati kwaari, “Zvirokwazvo noupenyu hwenyu ishe wangu, ndini mukadzi uya akamira parutivi penyu ndichinyengetera kuna Jehovha.

1 Samueri 1

1 Samueri 1:25-28