1 Samueri 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Aiva navakadzi vaviri; mumwe ainzi Hana mumwe achinzi Penina. Penina akanga ana vana asi Hana akanga asina.

1 Samueri 1

1 Samueri 1:1-9