1 Samueri 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hana akanga achinamata mumwoyo make uye miromo yake yakanga ichifamba asi inzwi rake rakanga risinganzwiki. Eri akafunga kuti akanga akadhakwa

1 Samueri 1

1 Samueri 1:4-15