1 Petro 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti nokuda kwaizvozvi vhangeri rakaparidzwa kunyange nokuna vakafa, kuitira kuti vagotongwa nomutowo wavanhu nokuda kwenyama, asi vagorarama nomutowo waMwari nokuda kwomweya.

1 Petro 4

1 Petro 4:1-9