1 Petro 4:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana muchitukwa nokuda kwezita raKristu, makaropafadzwa, nokuti mweya wokubwinya nowaMwari unogara pamuri.

1 Petro 4

1 Petro 4:11-18