1 Petro 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Regai kudzorera chakaipa nechakaipa kana kutuka nokutuka, asi namaropafadzo, nokuti ndizvo zvamakadanirwa izvozvo kuitira kuti mugare nhaka yokuropafadzwa.

1 Petro 3

1 Petro 3:8-10