1 Petro 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kunyange dai mungatambudzika nokuda kwezvakanaka, makaropafadzwa imi. “Murege kutya zvavanotya ivo; musavhundutswa.”

1 Petro 3

1 Petro 3:11-22